Izwi rokuti shoma (few) rinoreva kuti zvinhu hazvina kuwanda, izvi zvingava zvinhu zvinoverengeka semari kana zvisingaverengeke semvura.

Mamwe Mazwi chinjirudza

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • Vatauri veOshindonga vanoti -shona (few, small) kureva chiduku kana zvishoma.
  • VaKwere vanoti -dodo (few, little) kureva zvishoma kana chidoko.
  • Chewa vanoti chepa (to be too few, to be diminished; little). Kuchepetsa (cause to be small or diminished).
  • Chuwabo vanoti vangoono (few, little) kureva zvishoma kana chidoko.