Sikandar Raza
Horokodzwa yake
Zita rake rizere: Sikandar Raza Butt
Akazvarwa: 24 Kubvumbi 1986 (zera 36)

Sialkot, Punjab, Pakistan

Kubheta: Right-handed
Kubhota: Right-arm off break
Chinzvimbo: Batsman
Horokodzwa ye rudhidhiza
National side
  • Zimbabwe (2013–present)
Test debut (cap 89) 3 September 2013 v Pakistan
Last Test 10 March 2021 v Afghanistan
ODI debut (cap 116) 3 May 2013 v Bangladesh
Last ODI 3 September 2022 v Australia
ODI shirt no. 24
T20I debut (cap 36) 11 May 2013 v Bangladesh
Last T20I 2 August 2022 v Bangladesh
Domestic team information
Years Team
2007–2009 Northerns
2009/2011 - 2018 Mashonaland Eagles
2010 & 2020-present Southern Rocks
2017–present Chittagong Vikings
2018 Montreal Tigers
2018–present Tshwane Spartans
2019 Karachi Kings
2020 Peshawar Zalmi
2020 Trinbago Knight Riders
2018-2019 Matabeleland Tuskers
2021 Biratnagar Warriors
Career statistics
Competition Test ODI T20I FC
Matches 17 115 50 66
Runs scored 1,187 3366 685 4363
Batting average 35.96 36.19 14.89 37.29
100s/50s 1/8 4/20 0/1 7/23
Top score 127 141 59 226
Balls bowled 2,657 3,452 576 4,982
Wickets 34 63 21 77
Bowling average 42.38 44.57 34.14 35.55
5 wickets in innings 2 0 0 2
10 wickets in match 0 0 0 0
Best bowling 7/113 3/21 3/16 7/113
Catches/stumpings 5/0 48/– 23/– 51/–
Source: ESPN Cricinfo, 3 September 2022

Sikandar Raza Butt (Chiurudhu: سکندر رضا; akazvarwa 24 Kubvumbi 1986) muZimbabweni akazvarwa kuPakistani, anotamba kriketi ye rudhidhiza pamafometi ese asikazhinji se batsman.

Akazvarwa kuSialkot, Raza akazotama ku Zimbabwe muna 2002 pamwechete ne mhuri yake. Akava mu-batsman wembiri achitamba muZimbabwe akazoonekwa nevasarudzi veZimbabwe. Chakambonetsa waive usanyika hwake hwakatora nguva kuuya, akauwana muna 2011.

Raza akazvarwa kuSialkot kumhuri inotaura Chipunjabhi, mhuri ya Kashmiri. Akadzidza kuPakistan Air Force Public School Lower Topa makore matatu uye aida kuva Pakistani Air Force pilot, asi zviroto zvake zvakafa muchinhambwe paakafoira testi yekuona yaive mandatori kuti asarudzwe muairforce ye Pakistani munguva iyoyo.

Muna 2002, Raza akatama nemhuri yake kuenda kuZimbabwe. Akaenda kuSkotilendi (Vuskoti), uko kwaakafundira dhigirii re ubhachela mu-software engineering ku Yunivhesiti ye Glasgow Caledonian.

Uku ndiko kwakatanga kutambwa kriketi na Raza, akawana kuti aigona.