Simango izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, padhidhizha reMashona rinowanikwa kuMandau pakazhinji.

  • Vanhu vane zita iri: Tanatswa Simango, Farai Simango, Ntombi Simango

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Mandinka vanoti simango (n. dinner; supper).