Tualetsapo.jpg

Sipo (Soap in English) inoshandiswa pakugeza muviri. Sipo yakagadzirwa kuti ibatsire kubvisa tsvina zvikurusei tsvina inobva kumafuta. Kune mhando dzesipo dzakasiyana, dzimwe dzemagodo, dzimwe mutuvi; dzimwe dzehupfu.

  • Murota iyi isipo yaigadzirwa kare nedota rukupisa muti wavaiziva.

Mitauro yeBantuEdit

  • VaYao vanoti usakwa (n. filth) kureva tsvina.