Hupfu
Hupfu (maize meal or corn meal) hunowanikwa kana chibage chichinge chagayiwa nokutsetswa. KuChamhembe kweAfrica hupfu hunoshandiswa kubika sadza nebota. Kune mamwe marudzi ehupfu hwezvimwe zvirimwa zvinosanganisira: rukweza; mhunga; mufarinya nezvimwewo.
- Bvengo (mixture of meal of one sort mixed with meal of different kind) zvichireva musanganiswa wehupfu hwemhando dzakasiyana.
- Kudzaitana (mix well). Ndikadira doro ndinorega masvusvu nemhanga zvitange zvadzaitana. Before straining beer I give the mhanga and masvusvu time to mix together.
Mitauro yeBantu
chinjirudza- Baila vanoti bufu (flour, meal) vachireva hupfu. VaTonga vanoti bufwu (flour, meal) vachireva hupfu.
- VaGanda vanoti busera (flour of any meal or plantains; porridge) kureva hupfu. Nsenga vanoti unga (n. flour, meal).
- VaGanda vanoti utandi (n. flour) kureva fulawa. VaShambala vanoti unga (n. flour) vachireva fulawa.
- Taabwa vanoti buunga (n. flour) kureva flawa. Iton vanoti ù-vùg (n. flour) kureva flawa.