Somanje sezita
Somanje izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Malawi neZambia.
- Vanhu vane zita iri: Mwayi Somanje; Sandra Somanje; Davison Somanje; Somanje Ndebele.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- VaHanga vanoti soomanji (n. paid worker) mushandi asingabhadharwe.
- Gonja vanoti somanji (n. poor servant) kureva muranda murombo.