Gonja
Gonja mutauro weAfrika unowanikwa kuGhana.
Mazwi Anotodza Bantu
chinjirudza- Gonja vanoti anu (num. five) kureva shanu.
- Gonja vanoti ana (num. four) kureva ina. Mamwe mazwi: bena (n. four persons) kureva vana.
- Gonja vanoti amalaika (n. angels) kureva ngirozi.
- Gonja vanoti akare (n. traditions) kureva magariro.
- Gonja vanoti besa (v. to hurt, to pain, to ache) kureva marwadzo.
- Gonja vanoti bel (v. to be old) kureva kuchembera. Mamwe mazwi: mbel (n. old age).
- Gonja vanoti bar (v. to bring, to produce) kureva kuunza kana kubara.
- Gonja vanoti cheeŋ (adj. holy, pure, faultless, not mixed, real) kureva tsvene.
- Gonja vanoti chara (v. to be of old, to be already existing). Fananidzai nokuti harahwa?
- Gonja vanoti cheche (adv. 1. clean, complete, perfect 2. all, whole). Fananidzai nokuti muchechetere?
- Gonja vanoti dara (v. to watch, to look out) kureva kutarisa kana kutara.
- Gonja vanoti futi (v to pierce (a wound), to bore, to break, to inject). Fananidzai nokuti pfuti?
- Gonja vanoti jama (n. public meeting). Fananidzai nokuti Chama Cha Mapinduzi?
- Gonja vanoti lubi (adj. bad, evil, unjust) kureva chivi.
- Gonja vanoti muji (n. medicine made of bark and roots of a tree) kureva midzi.
- Gonja vanoti wulo (v. to be secret). Fananidzai nokuti kuwurura - let out a secret?
Mamwe Mazwi
chinjirudza- Gonja vanoti anya (n. slaves) kureva varanda.
- Gonja vanoti alfasa (n. jokes) kureva nyambo.
- Gonja vanoti alfa (hundreds) kureva zana.
- Gonja vanoti akan (n. carrying pads (cloth or grass)) kureva hata.
- Gonja vanoti afofo (n. peels) kureva mateko. Mamwe mazwi: chase (v. to be common).
- Gonja vanoti adimɛdi (n. human beings, men) kureva vanhu.
- Gonja vanoti abembeŋ (n. earthquakes) kureva kundengenyeka kwenyika.
- Gonja vanoti buye (n. Oribi) kureva mhuka inenge mhembwe.
- Gonja vanoti bumbuŋ (adj. green, raw, fresh) kureva mbishi.
- Gonja vanoti biri (v. to be black, to be dark, to grow dark) kureva kusvipa.
- Gonja vanoti basa (n. people) kureva vanhu. Mamwe mazwi: baru (n. news).
- Gonja vanoti chala (v. to gather, to bring together, to collect) kureva kuunganidza.
- Gonja vanoti dokore (n. loincloth). Mamwe mazwi: doa (v. to pour).
- Gonja vanoti dapo (n. mud) kureva mutapo. Mamwe mazwi: nyifu (n. flour).
- Gonja vanoti eshuŋkpa (n workplace, office) kureva kubasa.
- Gonja vanoti efuli (n. space, country, nation, people, landscape) kureva nyika.
- Gonja vanoti ebiri (n. darkness) kureva rima.
- Gonja vanoti fiimbi (adj. very small, tiny) kureva dikidiki.
- Gonja vanoti gbeyɛ (v. to crawl; to drag). Mamwe mazwi: gbeya (v to crawl, to drag, to creep) kureva kukambaira.
- Gonja vanoti gama (v. to gather (things), to meet in battle). Mamwe mazwi: jita (n. power).
- Gonja vanoti jese/ajese (n. thread) kureva shinda.
- Gonja vanoti jaja (v. to spoil, to be rotten, to destroy, to waste) kureva kuwora.
- Gonja vanoti nyaŋ (v. to press, to squeeze, to choke, to suffocate, to force).
- Gonja vanoti nache (n. cow (female)) kureva mombe hadzi. Ko Nhachi?
- Gonja vanoti ŋgal (n. immunity) kureva kusabatwa nechirwere.
- Gonja vanoti pɔtɛ (adj. other, strange, alien ) kureva munhu mupara.
- Gonja vanoti pesaŋ to (v to disperse) kureva kupararana.
- Gonja vanoti suŋgur (n. land tortoise) kureva hamba yepadunhu.
- Gonja vanoti somanji (n. poor servant) kureva muranda murombo.
- Gonja vanoti sasa, sara/saraana (n. equal) kureva kuenzana.
- Gonja vanoti yiri(n. tribe, people group) kureva rudzi.