Tayc, zita rake chairo richinzi Julien Bouadjie, akazvarwa kuMarseille, Bouches-du-Rhône, muFuranzi, asi pakutanga ndewe kuKameruni nekuda kwevabereki wake. Kusevenza mumhanzi kwake kwakatanga muna gore ra2012 paakamuvha kuPari akazvipa kumhanzi achiyimba.[1] Tayc akadzidza ṫhiyeta uye kudzana asati aenda muzvekuyimba nekunyora.[3]
Muna 2017 paakatanga kuoneka pasi pe radar ine zita rekuti "The Glass Too Much" maakaratidzira kugona kwake kuphefoma pamberi peskirini, icho chaakadzidza kubva kudzidzo yake yemitambo. Iri zita rakazoonekwa pane EP yake yekutanga Alchemy, yakazoteverwa muna 2018 ne chirongwa chaakatumidza kuti Helios. Kubva ipapo, akasainwa kuRebeu re H24 , rebeu ye m'rhepha anonzi Barack Adama weSexion D'assit akaburitsa chirongwa cheNyxia muna15 Kukadzi 2019 uye anoonekwa pazvirongwa zvevanyori Dadju naLefa.[1][3]
Tayc akaronga konzati yake yekutanga muPhari muna Gumiguru 19, 2019 muTrianon muPhari.[4]
Maitiro ake anosangana nezviyero zvazvino, zvinoti muchinjikwa pakati peAfrobeats, Trap uye nemaitiro echiKaribhiya.[1]
Kana achiyimba Tayc anofarira kuti 'Tayc de Tayc' pakutanga penziyo dzake dzese.
- 25 Chikumi 2017 : Le Verre de Trop
- 23 Chikunguru 2017 : Gendre Parfait
- 24 Ndira 2018 : Marabout
- 30 Kurume 2018 : Nelly
- 1 Chivabvu 2018 : Huis Clos
- 27 Chikunguru 2018 : Jenevah
- 13 Mbudzi 2018 : Palavra
- 11 Ndira 2019 : Pas prête
- 14 Kukadzi 2019 : JVMVIS (Intro)
- 23 Kubvumbi 2019 : Ma Lov'
- 26 Kukadzi 2019 : Promis Juré
- 21 Chikumi 2019 : Ewondo ou Bami anaManu Dibango
- 30 Chikunguru 2019 : C’est lui
- 24 Gunyana 2019 : Aloviou
- 1 Zvita 2019 : Comme toi
- 10 Zvita 2019 : Moi Je prouve (anaBarack Adama)
- 19 Chikumi 2020 : N'y pense plus
- 24 Gumiru 2020: Ride (anaLefa)
- 1 Zvita 2020 : Comme toi
- 19 Ndira 2021 : Parle-moi
- 2 Kurume 2021 : Le Temps
- 11 Chikunguru 2021 : Dis moi comment
Gore
|
Murongi
|
Mubayiro
|
Mhedzisiro
|
2020
|
Mukombe weMhanzi weNRJ
|
Furanzofoni Zaruriro yeGore
|
Akanominetwa
|
2021
|
Kudzana ne Nyenyedzi
|
Sizeni 11, iye na Fauve Hautot
|
akahwina
|
- ↑ 1.0 1.1 1.2 1.3 Cheetah, (27 Mbudzi 2019), CAMEROUN – LE PHÉNOMÈNE TAYC (Chiri muChifurenji) Yakatariswa: 12 Chikunguru 2021
- ↑ Afro-club, le hit des platines avec Tayc, Wizkid, Poison Mobutu, et BGMFK on RFI Musique ,April 25, 2019 (accessed May 25, 2020 )
- ↑ 3.0 3.1 3.2 TAYC Biographie kamerlyrics.net (Yakatariswa pekutanga Chivabvu 25, 2020) YakatariswaL 12 Chikunguru 2021
- ↑ TAYC NOUS FAIT VOYAGER AU CAMEROUN DANS EWONDO OU BAMI [CLIP] kubva kuRAPRNB ,Chikumi 27, 2019 (yakatariswa pekutanga muna Chivabvu 25, 2020) Yakatariswa: 12 Chikunguru 2021