Thakadu izita remhuri rinowanikwa muBotswana, neSouth Africa.

  • Vanhu vane zita iri: Keobogile Thakadu; Refilwe Thakadu; Gaone Thakadu; Mawasha Thakadu.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • Setswana vanoti thakadu (n. ant-eater; aadvark) kureva hweru.
  • Silozi vanoti takalu (n. ant-eater; aadvark) kureva hweru.