Tsapfu (calf muscles) zvinoreva nhengo yemuviri iri pasi peibvi nechekuseri. Mutsapfu mune mhasuru dzirimo dzinoshanda pakusimudza gumbo.

Mitauro yeBantuEdit

  • VaDigo vanoti tsafu (n calf of the leg) kureva tsapfu. VaLenje vanoti safu kureva tsapfu.
  • VaShambala vanoti shafu kana mashafu (n. calf of the leg) kureva tsapfu.
  • Baila vanoti insafu (calf of the leg) kureva tsapfu.