Tshiphandwa izita reTshivenda (n. Gymnosporia buxifolia. common spikethorn) remuti unowanikwa muZimbabwe nedzimwe nyika dzekuchamhembe kweAfrica dzinoti: Botswana, Namibia, Mozambique, Lesotho, Eswatini neSouth Africa.

Tshiphandwa

Mitauro yeAfrika

chinjirudza
  • IsiZulu vanoti ingqwangane, ubangalala, usala (n. Gymnosporia buxifolia) kureva tshiphandwa. Afrikaans vanoti gewone pendoring, pendoring, stinkdoring.
  • IsiXhosa vanoti mnqaqoba, kana umhlongwe (n. Gymnosporia buxifolia. Stinking spike-thorn) kureva tshiphandwa.
  • SiSwati vanoti sihlangu lesimnyama (n. Gymnosporia buxifolia) kureva tshiphandwa. Northern Sotho vanoti sephatwa.

Mapikicha

chinjirudza

Zvakakochekwa

chinjirudza