Tshukudu sezita
Tshukudu izita remhuri rinowanikwa muLesotho, Botswana neSouth Africa.
- Vanhu vane zita iri: Bonang Tshukudu; Letselwetse Tshukudu; Kgomotso Tshukudu; Violet Tshukudu.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.
- Sesotho inoti t'sukulu (n. rhino) kureva chipembere.
- Setswana inoti tshukudu (n. rhino) kureva chipembere.