Tsinda izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neRwanda.

  • Vanhu vane zita iri: Grace Tsinda; Leo Tsinda; Pauline Tsinda, Tsinda Mugabe.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaVenda vanoti tsinda (n. stem) kureva dzinde.