Ukota izita remhuri rinowanikwa muAngola.

  • Vanhu vane zita iri: Alessandro Ukota; Vladimir Ukota.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kimbundu inoti kota (elder; superior) kureva vasharukwa. Mamwe mazwi: ukota (superiority; the majority; old age).
  • Kimbundu inoti makota (n. elders, counselors or ministers of sobas) kureva vasharukwa kana makota.