Urawu (Chirhashiya: Ура́л) ichitaranyika chechisi chakagadzikwa ichipoteredza Makomo e Urawu, pakati pe Mabvazuva e Yuopu uye magan'a e Madokero e Sibheriya. Rinoonekwa se chikamu che bomho re Yurezhiya, rinotaravara kuenda ku Maodzanyemba kusvika kuChamhembe; kubva ku Gungwa re Akitiki kusvika kumagumo e Rwizi Urawu ririkudhuze ne guta re Oriski (kureva Orsk). Muganhu uri pakati pe Yuropu ne Ezhiya anomhanyirana ne Mabvirazuva edivi re Makomo e Urawu. Urawu inorara mukati me Rhashiya asi inosanganisa wo chikamu chidoko che Maodzanyembaemadokeri e Kazakhistani. Ichinhoroondo, kwete entiti ye chihofisi, ine miganhu inopfuurira zvisi zvinovakidzana ne Madokeri e Vhoruga (kureva Volga) uye Mabvirazuva e Sibheriya.

  • gan'a (open plain)
  • bomho (steppe) mapomho pahuwandu
  • chisi kureva rhijoni, zvisi kureva marhijoni
Chisi che ikonomi che Urawu