Usongo izita remhuri rinowanikwa muCameroon.

  • Vanhu vane zita iri: Slyvie Usongo; Ruth Usongo; Joseph Usongo; George Usongo.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • Umbundu vanoti usongo (n. arrow) vachireva museve.
  • Umbundu vanoti ocisongo (n. stinger) vachireva mborera. Mamwe mazwi: (n. thorn) kureva muhwa.
  • Umbundu vanoti osongo (n. Ray of sunlight; private enclosure, compound).