Utao kana Udhao (zvichireva chikoro chenhondero yeugondamano (道家; daojia) kana kureva chinamato (道教; daojiao), zvose zviri zviiri zvinopanana mazano uye mazanodzamu akavamba kuChayina uye anosimudza kugarisana nerugare ne Tao (Chinese: 道; Dào; kureva. 'Nzira', 'Thoroughfare'); Tao paunjee zvinoreva mabviro ezvose uye chitange zve uzima uripo.

Ringai zve: chinjirudza