Utare (tsauranisa chirevo)

Utare, utare kana UTARE izwi re Chishona uye izita resimbi inonzi 'iron' kuChingezi.

Izwi iri rinogona kushandiswa sezvakanyorwa pazasi.

Zita chinjirudza

Vanhu chinjirudza

  • Utare izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Nzvimbo chinjirudza

  • Mutare (guta ye muZimbabwe, yakatumidzwa nekuda kwekuti nzvimbo yaicho yaivanikwa utare)

Nhangande chinjirudza

  • Utare (isimbi inonzi 'iron' kuChingezi)

Mitauro ye Chibhandtu chinjirudza

  • Butare (iguta rekuRwanda - Vutare muChikaranga - Vutare izita remhuri futi rinowanikwa kuKenya ne Zimbabwe) - Butare yakadanwa nekuda kwekuti nzvimbo yacho yaiwanikwa utare.


 
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.