Shoko rokuti vanhu vemumaruwa riri kushandiswa pano kureva vanonzi civilians kuChirungu - apa kureva vanhu vakazvigarira munzvimbo dzakagarwa nevanhu vasiri vemawuto.