Vasalama (kureva Muslims; Chiarabhu: المسلمون, al-Muslimūn, kureva. "Submitters [to God]") paushoma tinoti Musalama, kana M'yisalama vanhu vatenda zvidzidziso zve Uyisalama, chinamato che Uabarahama chinotenda Mwari mumwechete. Vanotenda Kurani serugwaro rwakakosha muChiisalama uye vanotenda kuti ishoko raMwari wa Abarahama (kana Allah) sezvarakaudzwa kuna Muhammad, svikiro ikurusa muUyisalama.

Vasalama vachinamata mu Kairo, Ijipita muna 1865

Tingavati zve Valasamani uye Musalamani kana ari munhu mumwechete.

Iro zita rokuti Vasalama rinorea kuti "Verugare".

Ringai zve:

chinjirudza