Vhenekeratsvimborume

Tarisai Ngano dzaVhenekeratsvimborume

Chindeya Vhenekeratsvimborume

Vhenekeratsvimborume [1] (chikwangwani: ♃; ku Chingezi: Jupiter) Tsvimborume kana Vheneko (kutapudza Vhenekeratsvimborume) ndicho chindeya chechishanu kubva kuzuva, uye chakakurisa kudarika zvimwe zvindeya zviri mu mutandiro we mushana. Vhene chindeya chegasi, uye ndicho chichadenga chakavheneka kwazvo chiri mudenga pamwe nezvichadenga zviviri Mwedzi na Hweva.

ZitaEdit

Zita rekuti Vhenekeratsvimborume rinoreva kuti 'Lights the path of the bachelor' kana 'bachelor' uye rimwe zita ra Vhene rainzi Mwenga the bride.

Kuvheneka zvinoreva 'to light; light up'

Tsvimborume zvinoreva 'bachelor' asi shoko rinowanzo shandiswa kumirira bachelor muChishona ndi 'tsvukachin'ai' saka ndiro rinogona kuva rimwe zita raVhenekeratsvimborume.

Mamwe mapeji ekutarisaEdit

Mabviro eruzivoEdit

  1. Vashona 'Vhenekeratsvimborume' Yakatariswa: Chikumi 2021