Kuvhunura

(runangakatsva kubva kuVhunurwa)

Kuvhunura (shed skin, moult) zvinoreva kubva ganda rekunze sezvinoita nyoka nemadzvinyu.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza
  • Zigula inoti kufunula kana kufunulwa (to uncover; to be uncovered). Mamwe mazwi: kufunikwa (to be covered). Kufunika (to cover).
  • Luwanga vanoti okhufunula (uncover) vachireva kufunura. Mamwe mazwi: okhufunika (v. to cover).
  • VaHerero vanoti hoka (moult - shed old feathers, hair, or skin, or an old shell, to make way for a new growth).
  • MaZulu vanoti ulwebu (1. Epidermis, peeled-off skin. 2. Thin covering - as veil, gauze, muslin). MaZulu vanoti ebuka (Peel off, come off (skin, bark), shed skin) kureva kufunuka.
  • Uyo Ibibio vanoti fon (tv. uncover, strip, take off, peel (with the fingers)) kureva kufunura. Mamwe mazwi: fono (become uncovered, peeled off, come off (of its own accord).
  • Xitsonga inoti dzuvula (v. cast skin) kureva kuvhunura.