Yiremiha izita rechirume reChishona rakabva ku Chihebheru, nerimwe nzira tinoti Jeremiha, Jeremaiya kana Yiremaiya.

Zita iri muChihebheru rinoreva kuti "Mwari wachasunungura" kana "Mwari wachakudza".

Vanhu chinjirudza