Zera re Utare
Zera re Ndarira
Nechisi
  • Chinyakare chechipedyo cheMabvazuva (1200–550 BC)
    • Kuwha kwe Zera reNdarira (1200–1150 BC)
    • Anatoria, Kaukasi, Revanthi
  • Yuropu
    • Eegi (1200–700 BC)
    • Itari (1100–700 BC)
    • Mabharukani (1100 BC – 150 AD)
    • Yuropi Mabvazuva (900 – 650 BC)
    • Yuropu Yepakati (800 – 50 BC)
    • Hukuru hwe Bhuritani (800 BC – 100 AD)
    • Yuropu Maodzanyemba (500 BC – 800 AD)
    • Yuropu Madokero (800 BC – 1 AD)
  • Ezhiya Chamhembe (1200–200 BC)
  • Ezhiya Chamhembechemabvazuva (1000–200 BC)
    • Vhiyetinamu (1000 BC – 200 AD)
    • Vuthayi (c. 2000 – 100 BC)
    • Vumalayi (500 BC – 200 AD)
    • Indonezha (c. 400 BC – 100 AD)
    • Vufiripina (5 BC – 500 AD)
  • Echiya Mabvazuva (500 BC – 300 AD)
  • Afurika (2000 BC – 500 AD)
Ndaba dzinoenderana
  • Iron Age metallurgy
  • Archaeometallurgical slag
Nhoroondo ye Chinyakare

Zera re Utare (kureva iron age; age of iron) kana Kati ye Utare, chinhambo chekupedzisira chemugovano we zera-tatu musurekwenhoroondo ne chimodzanhoroondo che vanhu. Yakateverwa ne Zera re Dombo (Ruparyoliti, Rumesoliti, Runeyoliti, uye Rukaryukoti) uye ne Zera re Ndarira. Zanodzamu iri rakanyanya kushandiswa kuZera reUtare rekuYuropu ne Mabvazuva ePedyo eKare, asi zvakare, nekuenzanisa, nekudzimwe nzvimbo dzeNyika Yekare.