Chinyanhengo

(runangakatsva kubva kuZvinyanhengo)

Izwi rokuti chinyanhengo riri kuturikira chinonzi organism kuEnglish, ichi chiri chinhu chinorarama. Zvinyanhengo zvinosanganisira zvinhu zvinoti: mhuka, madzinde; bhakitiriya; nenyerenzima (archaeon). Mhando dzose dzezvinyanhengo dzinokwanisa: kuberekana; kukura nekuyaruka; kudavira pakudenhewa uye dzine rujekenyeko rwemuviri - having homeostasis. Chinyanhengo chinofanirwa chakawumbwa nenyere ingava imwe kana kudarika. Munhu chinyanhengo chinorarama chine nyere zhinjisa dziri muzvitsumbu zvinonzi nhengo kana mitezo.

Mamwe Mazwi chinjirudza

Kurerutsa Mutauro chinjirudza