Upfumbu

(Redirected from Zvipfumbu)

Upfumbu kana hupfumbu (grey colour, greyness) muvara uri pakati peutema neuchena.

Kurerutsa MutauroEdit

Mitauro yeBantuEdit

  • VaVenda vanoti tseta kana -setha (grey colour) kureva upfumbu.
  • VaGanda vanoti mbubi (grey colour) kureva upfumbu.
  • MaZulu vanoti ingwevu (n. Person with hair turning grey, one with iron-grey hair) vachireva munhu ane imvi.
  • MaZulu vanoti ubungwevu (n. greyness, grey colour) vachireva hupfumbu.
 
Warm grey Cool grey
Mixed with 6% yellow. Mixed with 6% blue.