Zviriyo
(runangakatsva kubva kuZviripo)
Izwi rokuti zviriyo kana zviripo (being real, concrete, physical, existing) ari kushandiswa pano kududza zvinhu zvinobatika, zvinobatika, zvinooneka, zvinotaridzika kwete zvokufungidzira.
Mitauro yeBantu
chinjirudza- VaGwere vanoti buliwo (n. actualness, realness, concreteness; property of being real, physical, or existing in fact rather than possibility) zvichireva zvinhu zviripo
- VaGwere vanoti kubba omu buliwo (v. be real, concrete, physical) kureva kuva chiripo.
- Tarisai zvinyorwa zvinonzi chiri naMachiri sezita.