Zvitsuwa zve Miyako (Chijapani: 宮古列島, Miyako-rettō, Chimiyako: Myaaku, Chitarama: Meeku, Chiokinawa: Naaku, Chiryukyu Chemaodzanyemba: みやこ Miyako) (kana futi Boka re Miyako Jima) iboka rezvitsuwa zviri muUfuke we Okinawa, Japani, zvemuboka rikuru re Zvitsuwa zve Ryukyu. Zvakagadzikwa pakati pe Chitsuwa che Okinawa ne Zvitsuwa zve Yaeyama.