Banda sezita
Banda izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Zambia neMalawi.
- Vanhu vane zita iri: Chikondi Banda, Tamara Banda, Tshepiso Banda, Kamuzu Banda aiva mutungamiri weMalawi.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. C