Banket iguta rinowanikwa muZimbabwe kuMashonaland West. Zita reguta iri rakabva pamhando yedombo rinonzi banket rakawanikwa nevauyi ravaifunga kuti ringava nendarama sedombo remhando imweyo raiwanikwa kudunhu rendarama rinonzi Witwatersrand kuSouth Africa.

Varimi vanzvimbo iyi vanopfuya mombe, kuminda vachirima chibage, donje nefodya izvo vanotengesa.

Tsika chinjirudza

Mukubika kuNetherlands, banket imhando yepastry inotapira inobhekwa yakaputira almond paste.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

  • Venda inoti mupindzuri (n. banket).