Dunhu reMashonaland West

(Redirected from Mashonaland West)

Dunhu reMashonaland West rimwe rematunhu makuru ari munyika yeZimbabwe.

Mepu yeZimbabwe ine dunhu reMashonaland West riri rweruvara dzvuku
Zvikwata zvedunhu reMashonaland West

Dunhu Guru reMashonaland West rine nharaunda ye57,441 km² nehugari hungango kwana hwemamirioni 1.2. Chinhoyi iguta guru mudunhu iri.

Maruwa eMashonaland WestEdit

Dunhu reMashonaland West rakaumbwa nemabuwa manomwe anoti: