Makonde

Makonde inzvimbo inowanikwa kuMashonaland West.

Mamwe MazwiEdit

Mitauro yeBantuEdit

  • VaLozi inoti likonde (banana) kureva bhanana. VaFwe vanoti konde (banana) kureva bhanana.
  • Lenje inoti likonde kana makonde pahuwandu (trunk of banana tree) kureva hunde yemubhanana.
  • Chewa inoti konde kana makonde (tribal tattoo marks). Swahili vanoti konde kana makonde (small field).
  • Swahili neShambala vanoti konde (fist). Zigula inoti konde kana makonde pakuwanda (n. big farm).
  • Kikongo inoti ekonde (n. net for animals). Mukutaura vaKongo vanowanzosiya e anovamba mazwi anenge ekonde.