Provhinzi

(runangakatsva kubva kuDunhu Guru)

Provhinzi kana chirambo (neChiRungu: Province) inzvimbo inowanikwa mahofisi ehurumende.

Nyika yeZimbabwe yakapatsanurana nematunhu makuru masere nemaguta maviri anotarisirwa sematunhu mukuva kwawo.

Dunhu rese rine guta guru imo munoitirwa mabhizimusi ehurumende.

Map key Dunhu Guru Guta Nzvimbo (km2) [1] Vanhu
(2012 census)
1 Bulawayo Bulawayo 479 653,337
2 Harare Harare 872 2,123,132
3 Manicaland Mutare 36,459 1,752,698
4 Mashonaland Central Bindura 28,347 1,152,520
5 Mashonaland East Marondera 32,230 1,344,955
6 Mashonaland West Chinhoyi 57,441 1,501,656
7 Masvingo Masvingo 56,566 1,485,090
8 Matabeleland North Lupane 75,025 749,017
9 Matabeleland South Gwanda 54,172 683,893
10 Midlands Gweru 49,166 1,614,941

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • VaYao vanoti chilambo kana lilambo (area; territory ruled by a chief; flat country).
  • VaMaconde vanoti chilambo (land, area, country).
  • Mururimi rweLugwere vanoti itwale kana matwale pakuwanda (province).

Mabviro eruzivo chinjirudza

  1. Zimbabwe at GeoHive