Bepe sezita
Bepe izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Nathan Bepe; Sekai Bepe; Julius Bepe; Tendayi Bepe.
- Bepe (sheet of anything).
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.