Bhande rekupfeka

Bhande zvinoreva tambo yakagadzirirwa kusunga muchiuno kuti zvaipfeko zvisadonha kubva muchiuno. Mabhande anogadzirwa nedehwe, jira kana plastic. Sezvimwewo zvipfeko mabhande anopfekwa sezvishongo zvinoyevedza.

Belt-clothing.jpg

Gwarada (belt with pouches).

Mitauro yeBantuEdit

  • MaZulu vanoti ilibande kana amabande (Broad expanse; anything spread out wide).
  • VaKongo vanoti mponda (n. belt, girdle, waist string) kureva bhande kana tambo yemuchiuno.
  • VaGulu vanoti lukoa, mkoa kana makoa (n. band, strap) kureva bhande rekupfeka.
  • Kimbundu vanoti mbala (n. belt).