Rudhende rwe Bhenini
National motto: Fraternité, Justice, Travail

Bhenini (kureva Benin, Chifurenji: Bénin, République du Bénin) pachihofisi inonzi Rudhende rwe Bhenini, kare yainzi Dhahoume, inyika iri kuMadokero e Afurika.

Vanhu vekuBhenini vanonzi Vabhenini uye munhu mumwechete anonzi Mubhenini.

Mitauro ye Bhenini

chinjirudza

Mitauro inowanikwa kuBhenini inosanganisira Chiyorubha, Chifon, Chibharibha ne Chifurufurudhe.


Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawiSomarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da CunhaSahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze