Bhunu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Vatauri veIsiZulu vanoti Bunu kana amaBunu pakuwanda (n. Boer) vachireva Bhunu.
  • MaZulu vanoti isiBunu (Dutch, Afrikaans language) vachireva Chibhunu.