Bhusumane izita remhuri rinowanikwa kuBotswana.

  • Vanhu vane zita iri: Alfred Bhusumane; Busi Bhusumane; Grace Bhusumane.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaKomo vanoti bhusu (n. white hair) vachireva imvi.
  • VaKomo vanoti bhusumana (be white) vachireva kuva chichena.