Komo

(runangakatsva kubva kuVaKomo)

Komo mutauro weBantu unowanikwa kuDemocratic Republic of Congo

  • VaKomo vanoti abha (v. converse, chat, discuss). Boabhi (n. discussion, response). Tarisai kuamba?
  • Komo inoti bundanda (length) vachireva hurefu.
  • Komo inoti kusi (below; beneath) vachireva kutsi.
  • Komo inoti komba (v. surround, enclose) vachireva kukomba.
  • Komo inoti mukuphe (n. constéllation).
  • Komo inoti muumbe (n. mist).
  • Komo inoti mukuumba (n. chicken coop) vachireva zumbu.
  • Komo inoti mukumba (n. place to put animals).
  • Komo inoti mujungu (n. European person) vachireva murungu.
  • Komo inoti mphase (n. twin) vachireva mupatya.
  • Komo inoti mboa (n. dog) vachireva imbwa.
  • Komo inoti mbina (v. dance) vachireva kudzana. VaChewa vanoti kuvina.
  • Komo inoti mbata (three legged stool).
  • Komo inoti mbanje (fiance).
  • Komo inoti maphona (n. semen).
  • Komo inoti mandima (n. sap).
  • Komo inoti maganga (n. heavy rain).
  • Komo inoti nyama (n. body; animal that is neither rodent nor bird).
  • Komo inoti ntene (n. penis).
  • Komo inoti nteki (n. messenger, emissary, apostle).
  • Komo inoti ntabhi (n. branch - limb of a tree or animal) vachireva davi. ,
  • Komo inoti nsuko (n. descendant).
  • Komo inoti nsoo (ray of sun).
  • Komo inoti noa (v. drink) vachireva kunwa.
  • Komo inoti nkoko (n. quality, type, species, custom, habit).
  • Komo inoti njoko (n. peanut) vachireva nzungu.
  • Komo inoti njene (n. vagina).
  • Komo inoti ngoi (rope, cord, line).
  • Komo inoti ngando (n. crocodile) vachireva garwe.
  • Komo inoti ndimu (n. citrus).
  • Komo inoti ndanda (propagate).
  • Komo inoti ndandamana (be long, widespread).
  • Komo inoti ndandamisa (lengthen).
  • Komo inoti opha (give) vachireva kupa.
  • Komo inoti phua (dry) vachireva kupwa.
  • Komo inoti tanga (v. count, read out loud) vachireva kuverenga.
  • Komo inoti tamba (v. suffer) vachireva kutambura.

Mamwe Mazwi

chinjirudza
  • Komo inoti tinda (v. exterminate).
  • Komo inoti toka (v. leave).
  • Komo inoti sani (selfishness; ambition).
  • Komo inoti soni (shame; meekness).
  • Komo inoti kongomba (sterility, sterile).
  • Komo inoti kumba (v. carry) vachireva kutakura.