Bire sezita
Bire izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neEthiopia.
- Vanhu vane zita iri: Nyemudzai Bire; Fitse Bire; Bire Girma; Bire Tadesese.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Kambaata vanoti bire (n. front) kureva mberi.
- Uyo Ibibio vanoti bire (v. become black; become ripe).