Kambaata mutauro unowanikwa kuEthiopia.

Mazwi Anotodza Shona

chinjirudza
  • Kambaata inoti manna (n. people, men) kureva vanhu.
  • Kambaata inoti goona (n. male person) kureva munhurume.

Mamwe Mashoko

chinjirudza
  • Kambaata inoti mara (n. meat) kureva nyama.
  • Kambaata inoti tuma (n. garlic) kureva galiki.
  • Kambaata inoti boora (n. bull) kureva bhuru.
  • Kambaata inoti ali (top) kureva pamusoro. Mamwe mazwi: aleeni (on top).
  • Kambaata inoti dimbu (to become drunk) kureva kudhakwa.
  • Kambaata inoti woga (n. custom; culture) kureva tsika.
  • Kambaata inoti lugumu (origin, descent) kureva dzinza.
  • Kambaata inoti lung-a (adj. weak) kureva kusasimba. Mamwe mazwi: lungimata (weakness).
  • Kambaata inoti fura (agent of fermentation e.g. yeast) kureva mbiriso.
  • Kambaata inoti gora (n. green, unripe berry or fruit e.g. coffee, beans, oranges, lemons).
  • Kambaata inoti sura (n. umblical cord) kureva rukuvhute.
  • Kambaata inoti zura (n. ear of grain, ear of coffee)
  • Kambaata inoti galla (n. thigh) kureva chidya.
  • Kambaata inoti tolu (v. to cross a river) kureva [[]].
  • Kambaata inoti muuza (n. banana) kureva bhanana.
  • Kambaata inoti gala (n. shard) kureva chimedu chehari.
  • Kambaata inoti mine, mini (n. house) kureva imba. Mineeni (in the house) kureva mumba.
  • Kambaata inoti jaata (n. time) kureva nguva.
  • Kambaata inoti dango (suddenly, unexpectedly).
  • Kambaata inoti bíinin (separately, aside) kureva parutivi.
  • Kambaata inoti ammóo (however). Mamwe mazwi tema (just now; in a moment).
  • Kambaata inoti angata (n. hand) kureva ruwoko.
  • Kambaata inoti lunga (weak) kureva kurukutika.
  • Kambaata inoti Maganu (n. God) kureva Mwari.
  • Kambaata inoti wassa (n. enset food) kureva kudya kwemuchero webhanana.
  • Kambaata inoti seera (n. rule) kureva mutemo.
  • Kambaata inoti anna (n. father) kureva baba.
  • Kambaata inoti gabiza (n. taro) kureva madhumbe.

[1]

  1. https://drive.google.com/file/d/1gOuRb1HsTriMkQeOu-Ism1nf2CzDc1aS/view