Ethiopia

የኢትዮጵያ ፈደራላዊ ዲሞክራሲያዊ ሪፐብሊክ
Flag of Ethiopia.svg Emblem of Ethiopia.svg
National motto: Ethiopia Tikdem
Ethiopia (Africa orthographic projection).svg

Ethiopia inyika yakakomberedzwa nedzimwe inowanikwa muDunhu reNyanga yeAfrica. Ethiopia yakaganhurana nenyika dzinoti: Eritrea iri kumaodzanyemba nemaodzanyemba kwakadziva kumabvazuva; Djibouti ne Somalia kumabvazuva; Sudan neSouth Sudan kumadokero neKenya kuchamhembe. Kuchienzaniswa nyika dzakakomberedzwa nedzimwe, Ethiopia ine vagari mamiriioni 93 ndiyo iri pakutanga pahuwandu hwevagari Pasirose, uye ndiyo yechipiri muAfrica pahuwandu hwehugari hwevanhu. Nharaunda yeEthiopia yakakura maskweya ekiromita 1,100,000; gutaguru remo rinonzi Addis Ababa.

Ethiopia