Black Panther
Panonzi Black Panther zvinogona kureva zvinotevera.
Mhuka
chinjirudzaringai zve: Bhii rekuhhora, bhii ra X na Ẋ
- Ẋambangwe, kġambangwe, khambangwe (panther) - imhuka iri mumhuri ye mangoi.
- Kġambangowe, kġambangwe - kubva pa khamba (kureva leopard); muAfurika 'panther' imbada itema, uye -ngwe, kana -ngowe ishoko rinowanikwa pamhuka dzechimangowi.
- kana Mbadangwe.
- Kġambangowe, kġambangwe - kubva pa khamba (kureva leopard); muAfurika 'panther' imbada itema, uye -ngwe, kana -ngowe ishoko rinowanikwa pamhuka dzechimangowi.
Mafirimu
chinjirudzaMuMarvel Cinematic Universe (MCU)
chinjirudza- Black Panther (mutvarwa) - kureva mutvarwa (karekita) wemumakomiki eMCU akatambwa na Chadwick Boseman.
- Black Panther (firimu) - ifirimu yakabuda 2018, yakatambwa na Chadwick Boseman uye yakadhairekitwa na Ryan Coogler, yakasikwa sechikamu cheMCU na Stan Lee na Jack Kirby.
- Black Panther (soundtrack)
- T'Challa - kureva mutvarwa wemumakomiki eMCU ndiye anozivikanwa sementle weBlack Panther.
- Black Panther: Wakanda Forever - ifirimu yechipiri mumasirizi eYunivhesi ye Black Panther, ye MCU.
- Shuri - mutvarwa wemakomiki eMCU zve, uye ihanzvadzisikana ya T'Challa, akatambwa na Letitia Wright.
- Black Panther (firimu) - ifirimu yakabuda 2018, yakatambwa na Chadwick Boseman uye yakadhairekitwa na Ryan Coogler, yakasikwa sechikamu cheMCU na Stan Lee na Jack Kirby.