Mangoyi
Mangoi, mangoyi (kureva Cat; Chishongrish: Katsi; kitsi; Chikiti) kana mangowe, imhuka inopfuyiwa pamusha, iri mumhuri ye nemangwe (felidae). Vamwe vanochengeta mangoi nokudzida kubatsira kuuraya makonzo. Mwana we mangoi anonzi chidharimbo.
Pamhuka dzemusango kune zvikara zviri mumhuri ye nemangwe zvinosanganisira: shumba; mbada; dindingwe nedzimweo dzinowanikwa kune zvimwe zviwumbe.
Chirevo - Kutenda kwakitsi kuri mumoyo.
UpangamotowoChinjirudza
- Felidae/felid - nemangwe
- felis- chimangwe
- feline - nyamangoye
- felini - Ungowe - mavambo eshoko iri abva pakuti pane ruchanza rwe mhuka dze mhuri ye mangoi, dzinopera na -ngwe. Senge mangowe (iyo mangoi), dindingwe, ingwe.
- felinae - ungoyedzasi (dzasi-mhuri)
- feliformia (carnivorous) - hukari
Mitauro ye ChibantuChinjirudza
- MaZulu vanoti ilingobe kana mangobe pakuwanda (domestic cat) kureva mangoi.
- MaZulu vanoti umangobe (Proper name given to female cat with kittens (lit. the daughter of Ngobe) kureva hadzi ye mangoi ine vana.