Bulungu izita remhuri rinowanikwa muUganda, Tanzania neCongo, Kinshasa.

  • Vanhu vane zita iri: Ciara Bulungu; Faizo Bulungu; Bulungu Kihugwe; Yvone Bulungu.
  • Mazwi ari pedyo: mburungwa, Bulunga sezita.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Chewa vanoti kubulunga (transitive. to make a round form; to describe a circle).
  • Nyakyusa inoti bulungana (become round) kureva kuurungana. Vanobva vati Bulungu (roll up, knead).
  • Kikongo inoti bulunga (v. to stir a pot) kureva kukurunga poto. Mamwe mazwi: bulungunzu (n. Sphere) kureva mburungwa.