• bundu kana mapundu (Knot in wood. Knot or lump in bark of tree).
  • bundu (Swelling. Lump`- glandular or abscess).
  • bundu (Ill will. Irritation).
  • bundu (Ignorant person). zvichireva chituta.

Kurerutsa Mutauro

chinjirudza
  • Amera bundu: he has come out in a rash. Ane bundu padama: he has a swelling on his cheek.
  • Ane bundu neni: he is annoyed with me.
  • Bundu rake raserera: he is no longer irritated.

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • VaKongo vanoti bundikiana (v. to coalesce, associate, mingle together) kureva kupundira?.



 
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.