Bveke izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Benson Bveke; Emily Bveke; Moses Bveke; Moses Bveke .

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • VaSango vanoti vekë (n. okra) kureva derere.
  • VaSango vanoti veke (n. in-laws).
  • Xitsonga inoti byeke (n. abdomen) kureva dumbu.