Sangho
(runangakatsva kubva kuVaSango)
Sangho mutauro weBantu unotaurwa kuCentral African Republic.
Mamwe Anotodza Shona
chinjirudza- Sangho vanoti baba (father) kureva baba. Sangho inoti kota (big, important).
- Sangho inoti baba kete (father's younger brother) kureva babamudiki.
- Sangho inoti baba kota (father's older brother) kureva babamukuru. Sangho inoti mama kota (mother's older sister) kureva amaiguru.
- Sangho inoti maboko (hand, arm) kureva ruwoko. Mamwe mazwi: mafuta (oil) kureva mafuta.
- Sangho inoti mama (mother) kureva amai. Mamwe mazwi: mama kete (mother's younger sister) kureva amainini.
- Sangho inoti mveni (owner) kureva mwene. Mamwe mazwi: ndeke (bird) kureva shiri.
- Sangho inoti ndongo (hot pepper) kureva toronga. Sangho inoti gene (n. visitor) kureva mueni.
- Sangho inoti nguru (pig) kureva nguruve. Mamwe mazwi: nyama (animal, meat) kureva nyama.
- Sangho vanoti gügümä (n. stuttering) kureva kukakama. Sangho inoti hömbä (n. aunt on father's side) kureva tete.
- Sangho inoti kange (n. termite) kureva ishwa. Mamwe mazwi: kânga (v. bind, close, tie on).
- Sangho inoti kobêla (n. malady; sickness) kureva chirwere. Sangho inoti gozo (n. manioc, cassava) kureva mufarinya.
- Sangho inoti mbângi (n. marijuana) kureva mbanje. Sangho inoti nzara (n. hunger, desire) kureva nzara.
- Sangho inoti ndarä (n. different, separate, differently). Sangho inoti nenêe (n. important, weighty) kureva huru.
- Sangho inoti nganga (n. traditional healer; medication) kureva n'anga.
- Sangho inoti sukula (n. wash, clean; take a bath, shower; develop photographic film) kureva kusuka.
- Sangho inoti ngêrë (n. price, value, worth). Mamwe mazwi: nengo (worth, weight).
- Sangho inoti molongö (n. line, rank). Mamwe mazwi: zembe (n. knife) kureva banga.
- Sangho inoti meza (n. table) kureva tafura.
- Sangho inoti bâkûkû (wholesale; chubby). Fananidzaai nokuti kukukumuka?
Mamwe Mazwi
chinjirudza- Sangho inoti bara (camp) kureva musasa. Sangho inoti bira (battle, war) kureva hondo.
- Sangho inoti bobo (flying termite) kureva ishwa. Sangho inoti ngombo (sterile, barren) kureva ngomwa.
- Sangho inoti dime (tithe) kureva chegumi. Sangho inoti sukere (sugar) kureva shuga.
- Sangho inoti duti (life, existence) kureva hupenyu. Sangho inoti huru (jump, fly away) kureva kuwuruka.
- Sangho inoti mbeni (some, other, again, sometimes) - zvichida vachireva vamwe, kamwe, dzimwe nguva.
- Sangho inoti mbo (dog) kureva imbwa. Sangho inoti mokonzi (boss) kureva tenzi.
- Sangho inoti ngunde (crocodile) kureva garwe. Ko zita rinonzi Zingunde?
- Sangho inoti Nzapa (God) kureva Mwari. Sangho inoti nze (moon, month) kureva mwedzi.
- Sangho inoti sara (do, make, create) kureva kuita, kugadzira kana kusika.
- Sangho inoti kusâla kana kusâra (n. work, service, assignment). Sangho inoti wanganga (doctor) kureva n'anga.
- Sangho inoti tonda (begin, start). Sangho inoti bale (n. river) kureva rwizi.
- Sangho inoti zambala (carmel) kureva nghamera. Sangho inoti zia (put, allow, leave).
- Sangho inoti banga (n. north) kureva maodzanyemba. Sangho inoti mbongo (South) kureva chamhembe.
- Sangho inoti dalängö (n. bedroom) kureva imba yekurara. Sangho inoti mara (race, category, type) kureva rudzi.
- Sangho inoti dedë (adj. cool, refreshing). Sangho inoti dime (n. tithe) kureva chegumi.
- Sangho inoti pendere (adj. good-looking; beauty; youth, young person).
- Sangho inoti garâ (n. market) kureva musika. Mamwe mazwi: gündâ (n. base, root, basis).
- Sangho inoti hônde (n. hide something) kureva kuviga. Sangho inoti vara (shield) kureva kuvhika.
- Sangho inoti ködörö (n. village, city, country). Mamwe mazwi: ködörösêse (n. republic).
- Sangho inoti kozo (n. first) kureva chekutanga. Sangho inoti mbëngë (n. wild boar) kureva njiri.
- Sangho inoti mbere (n. alliance). Sangho vanoti minimîni (n. secret).
- Sangho inoti ndowâ (n. heat). Mamwe mazwi: nzoroko (n. colour) kureva muvara.
- Sangho inoti sêse (n. ground, earth, country). Sangho inoti ndo (n. place) kureva nzvimbo.
[1] [2] <ref>https://tspace.library.utoronto.ca/bitstream/1807/67151/1/Grammar%20of%20Sango.pdf<ref>