Kuviga
Kuviga (to hide away) zvinoreva kutsveta chinhu panzvimbo yaunoda kuti chisaonekwe. Anoviga anoda kuti chinhu chichengeteke, chisabiwa kana kushandiswa nezira isina kufanira. Ane mari rumba anoviga kuti isabiwe. Ane mushonga unokuvadza anoviga kuti usabatwe nepwere.
- Kufushunura (to bring to light a hidden affair).
- Vatauri veChiNdau vanoti kufisha vachireva kuviga kana kuvanza..
Mitauro yeBantu
chinjirudza- VaFipa vanoti ukufisa (v. hide) kureva kuviga. Saghala vanoti ku-ika (v. store-up).
- VaZigula neBaila neVaBemba vanoti fisa (hide, conceal) vachireva kuviga. VaZigula vanoti mafiso (n. secret).
- VaMambwe vanoti umfisi (secretly, stealthily). Mazwi Anotodzana: umfisolo (in secret, in private). -fisuluka (to come out of hiding; to come to light) vachireva kufushunuka.
- VaWanga vanoti lifiso (n. mystrey, something hidden) kureva chakavandika. VaGwere vanoti mbiso (secrecy, concealment; condition of being concealed, done in a hidden manner) kureva kufisha.