- Zvino Sarai waiva ngomwa; waiva asina mwana Genesis 11:30.
- VaSango vanoti ngombo (sterile, barren) kureva ngomwa.
- VaWanga vanoti omukumba (woman with no children; one who is barren or whose children have died) kureva ngomwa kana munhu akafirwa nevana.
- VaMbugwe vanoti peta (v. barren) kureva kushaya mbereko?.